Genesisi 31:29 BDMCS

29 Ndine simba rokukukuvadza; asi usiku Mwari wababa vako ati kwandiri, ‘Chenjera kuti urege kutaura chinhu chipi zvacho kuna Jakobho, chakanaka kana chakaipa.’

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:29 akapoteredza