Genesisi 31:31 BDMCS

31 Jakobho akapindura Rabhani akati, “Ndakanga ndichitya, nokuti ndakafunga kuti maizonditorera vanasikana venyu nechisimba.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:31 akapoteredza