Genesisi 31:39 BDMCS

39 Handina kuuya kwamuri nezvipfuwo zvakabvamburwa nezvikara zvesango; ndakatakura mutoro wacho pachangu. Uye makareva muripo kubva kwandiri pane zvose zvakabiwa masikati kana usiku.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:39 akapoteredza