Genesisi 31:42 BDMCS

42 Dai Mwari wababa vangu, iye Mwari waAbhurahama uye aityiwa naIsaka, akanga asineni, zvirokwazvo mungadai makandiendesa ndisina chinhu. Asi Mwari akaona kutambudzika kwangu nokubata kwamaoko angu, uye usiku akakutsiurai.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:42 akapoteredza