Genesisi 31:46 BDMCS

46 Iye akati kuhama dzake, “Unganidzai mamwe mabwe.” Saka vakatora mabwe vakaaunganidza vakaita murwi, uye vakadya ipapo pamurwi.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:46 akapoteredza