Genesisi 31:5 BDMCS

5 Akati kwavari, “Ndinoona kuti ndangariro dzababa venyu kwandiri hadzisisina kuita sezvadzakanga dzakaita kare, asi Mwari wababa vangu aneni.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:5 akapoteredza