55 Mangwanani akatevera Rabhani akatsvoda vazukuru vake navanasikana vake uye akavaropafadza. Ipapo akabva akadzokera kumusha kwake.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31
Maonero Genesisi 31:55 akapoteredza