15 ngamera hadzi, makumi matatu navana vadzo, mhou dzemombe makumi mana nehando gumi, mbongoro hadzi makumi maviri uye nehono gumi.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 32
Maonero Genesisi 32:15 akapoteredza