Genesisi 32:17 BDMCS

17 Akarayira uya akanga achitungamirira akati, “Mukoma wangu Esau paanosangana nemi uye akakubvunza achiti, ‘Uri waaniko iwe, uye uri kuendepi, uye pfuma yose iri mberi kwako ndeyani?’

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 32

Maonero Genesisi 32:17 akapoteredza