Genesisi 33:5 BDMCS

5 Ipapo Esau akasimudza meso ake akaona madzimai navana. Akamubvunza akati, “Ndivanaaniko ava vaunavo?” Jakobho akapindura akati, “Ndivo vana vakapiwa muranda wenyu naMwari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 33

Maonero Genesisi 33:5 akapoteredza