13 Nokuda kwokuti hanzvadzi yavo Dhaina yakanga yasvibiswa vanakomana vaJakobho vakapindura nokunyengera pakutaura kwavo kuna Shekemu nababa vake Hamori.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 34
Maonero Genesisi 34:13 akapoteredza