19 Jaya iri raikudzwa zvikuru pakati pemhuri yose yababa varo, harina kunonoka kuita zvavakareva, nokuti akanga achifadzwa nomwanasikana waJakobho.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 34
Maonero Genesisi 34:19 akapoteredza