2 Shekemu mwanakomana waHamori muHivhi, mutongi wenzvimbo iyo, akati amuona, akamutora akavata naye, uye akamunyadza.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 34
Maonero Genesisi 34:2 akapoteredza