Genesisi 34:21 BDMCS

21 Vakati, “Vanhu ava vakanaka kwazvo kwatiri. Ngavagare munyika yedu uye vashambadzire mairi; nyika yakakura kwazvo kwavari. Tinogona kuwana vanasikana vavo uye ivo vanogona kuwana veduwo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 34

Maonero Genesisi 34:21 akapoteredza