30 Ipapo Jakobho akati kuna Simeoni naRevhi, “Mandiparira dambudziko mukandiita chinhu chinonhuwa kuvaKenani navaPerezi, vanhu vagere munyika muno. Tiri vashoma isu, uye kana vakandikomberana uye vakarwa neni, ini nemhuri yangu tichaparadzwa.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 34
Maonero Genesisi 34:30 akapoteredza