3 Ipapo mugouya tiende kuBheteri, uko kwandichandovaka aritari yaMwari, iye akandipindura pazuva rokutambudzika kwangu uye iye akanga aneni kwose kwandakaenda.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 35
Maonero Genesisi 35:3 akapoteredza