10 Aya ndiwo mazita avanakomana vaEsau: Erifazi, mwanakomana womukadzi waEsau Adha, naReueri, mwanakomana waBhasemati mukadzi waEsau.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 36
Maonero Genesisi 36:10 akapoteredza