14 Vanakomana vaOhoribhama mukadzi waEsau mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni, vaakaberekera Esau vaiva: Jeushi, Jaramu naKora.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 36
Maonero Genesisi 36:14 akapoteredza