Genesisi 36:17 BDMCS

17 Vanakomana vaReueri mwanakomana waEsau vaiva madzishe Nahati, Zera, Shama naMiza. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Reueri muEdhomu; vakanga vari vazukuru vaBhasemati mukadzi waEsau.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 36

Maonero Genesisi 36:17 akapoteredza