Genesisi 36:2 BDMCS

2 Esau akatora mukadzi wake kubva kuvakadzi veKenani: Adha mwanasikana waEroni muHiti, naOhoribhama mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni muHivhi,

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 36

Maonero Genesisi 36:2 akapoteredza