Genesisi 36:35 BDMCS

35 Hushani akati afa, Kadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, uya akakunda Midhiani munyika yeMoabhu, akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Avhiti.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 36

Maonero Genesisi 36:35 akapoteredza