Genesisi 37:10 BDMCS

10 Paakaudza baba vake pamwe chete namadzikoma ake, baba vake vakamutsiura vakati, “Kurotai kwawakaita uku? Ko, mai vako neni namadzikoma ako tichauya kuzokupfugamira here iwe zvirokwazvo?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 37

Maonero Genesisi 37:10 akapoteredza