Genesisi 37:2 BDMCS

2 Iyi ndiyo nhoroondo yaJakobho. Josefa jaya ramakore gumi namanomwe, akanga achifudza makwai pamwe chete namadzikoma ake, vanakomana vaBhiriha navanakomana vaZiripa, vakadzi vababa vake, uye akauya namashoko akaipa kuna baba vavo pamusoro pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 37

Maonero Genesisi 37:2 akapoteredza