Genesisi 37:25 BDMCS

25 Pavakagara kuti vadye zvokudya zvavo, vakasimudza meso avo vakaona ngoro dzavaIshumaeri dzichibva kuGireadhi. Ngamera dzavo dzakanga dzakatakura zvinonhuwira, bharimu nemura, uye vakanga vachienda nazvo kuIjipiti.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 37

Maonero Genesisi 37:25 akapoteredza