Genesisi 37:4 BDMCS

4 Madzikoma ake akati aona kuti baba vavo vaimuda kupfuura ani zvake pakati pavo, vakamuvenga uye vakasagona kutaura naye mashoko akanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 37

Maonero Genesisi 37:4 akapoteredza