Genesisi 38:12 BDMCS

12 Shure kwenguva refu mukadzi waJudha, mwanasikana waShua, akafa. Judha akati anyaradzwa kubva pakuchema kwake, akakwira akaenda kuTimina kuvarume vakanga vachiveura makwai, uye shamwari yake Hira muAdhuramu akaenda naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:12 akapoteredza