Genesisi 38:29 BDMCS

29 Asi akati adzosera ruoko rwake mukati, munun'una wake akabuda, uye vakati, “Saka ndiwo mabudiro awaita nhai!” Uye akatumidzwa zita rokuti Perezi.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:29 akapoteredza