Genesisi 39:11 BDMCS

11 Rimwe zuva akapinda mumba kuti andoita mabasa ake, uye kwakanga kusina mumwe wavashandi vomumba aivamo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 39

Maonero Genesisi 39:11 akapoteredza