Genesisi 39:14 BDMCS

14 akadanidzira kuvashandi, akati, “Tarirai, muHebheru uyu akauyiswa kwatiri kuti azotidadira! Apinda muno kuti azovata neni, asi ndaridza mhere.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 39

Maonero Genesisi 39:14 akapoteredza