19 Tenzi wake akati anzwa nyaya yaakaudzwa nomukadzi wake achiti, “Izvi ndizvo zvandakaitirwa nomuranda wako,” akavira nehasha.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 39
Maonero Genesisi 39:19 akapoteredza