Genesisi 39:9 BDMCS

9 Hamuna munhu mukuru muno mumba kupfuura ini. Tenzi wangu haana kundinyima kana chinhu chimwe zvacho kunze kwenyu, nokuti imi muri mukadzi wavo. Zvino ndingaitirei chinhu chakaipa kudai uye ndichitadzira Mwari?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 39

Maonero Genesisi 39:9 akapoteredza