1 Adhamu akarara nomukadzi wake Evha, uye akava nemimba akabereka Kaini. Akati, “Norubatsiro rwaJehovha, ndabereka murume.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 4
Maonero Genesisi 4:1 akapoteredza