Genesisi 4:14 BDMCS

14 Nhasi muri kundidzinga kubva panyika, uye ndichavanzwa pamberi penyu; ndichava mudzungairi asina zororo panyika, uye ani naani achandiwana achandiuraya.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 4

Maonero Genesisi 4:14 akapoteredza