Genesisi 4:17 BDMCS

17 Kaini akarara nomukadzi wake, akava nemimba akamuberekera Enoki. Ipapo Kaini akanga achivaka guta, uye akaritumidza zita romwanakomana wake Enoki.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 4

Maonero Genesisi 4:17 akapoteredza