Genesisi 4:23 BDMCS

23 Rameki akati kuvakadzi vake,“Adha naZira, nditeererei; imi vakadzi vaRameki, inzwai mashoko angu. Ndauraya munhu nokuti andikuvadza, nejaya nokuti randipwanya.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 4

Maonero Genesisi 4:23 akapoteredza