Genesisi 4:25 BDMCS

25 Adhamu akararazve nomukadzi wake, akabereka mwanakomana akamutumidza zita rokuti Seti, achiti, “Mwari andipa mumwe mwana panzvimbo yaAbheri, sezvo Kaini akamuuraya.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 4

Maonero Genesisi 4:25 akapoteredza