Genesisi 4:8 BDMCS

8 Zvino Kaini akati kumunun'una wake, “Ngatimbobuda tiende kumunda.” Uye vakati vari mumunda Kaini akarwisa munun'una wake Abheri akamuuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 4

Maonero Genesisi 4:8 akapoteredza