17 Mudengu rapamusoro manga mune mhando dzose dzezvinhu zvakabikwa zvaFaro, asi shiri dzanga dzichidya kubva mudengu ranga riri pamusoro pangu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 40
Maonero Genesisi 40:17 akapoteredza