Genesisi 40:20 BDMCS

20 Zvino zuva rechitatu rakanga riri zuva rokuzvarwa kwaFaro, uye akaitira varanda vake vose mutambo. Akasimudza misoro yavaranda vake vaiti mudiri mukuru nomubiki mukuru pamberi pavaranda vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 40

Maonero Genesisi 40:20 akapoteredza