25 Ipapo Josefa akati kuna Faro, “Kurota kwaFaro ndokumwe uye kwakafanana. Mwari akaratidza kuna Faro zvinhu zvaava kuda kuita.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41
Maonero Genesisi 41:25 akapoteredza