Genesisi 41:40 BDMCS

40 Iwe uchava mutariri womuzinda wangu, navanhu vangu vose, uye vanhu vangu vose vanofanira kuzviisa pasi pezvaunovarayira. Ndichava mukuru kwauri pachigaro choushe chete.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41

Maonero Genesisi 41:40 akapoteredza