45 Faro akatumidza Josefa zita rokuti ZafenatiPanea uye akamupa Asenati mwanasikana waPotifera, muprista weOni, kuti ave mukadzi wake. Uye Josefa akafamba munyika yose yeIjipiti.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41
Maonero Genesisi 41:45 akapoteredza