55 Ijipiti yose payakatanga kunzwa nzara, vanhu vakatanga kuchemera zvokudya kuna Faro. Ipapo Faro akaudza vaIjipita vose akati, “Endai kuna Josefa uye muite zvaanokuudzai.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41
Maonero Genesisi 41:55 akapoteredza