Genesisi 41:8 BDMCS

8 Mangwanani pfungwa dzake dzakatambudzika, saka akatuma shoko kun'anga dzose navachenjeri veIjipiti. Faro akavaudza kurota kwake, asi hakuna munhu akagona kuzvidudzira kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41

Maonero Genesisi 41:8 akapoteredza