Genesisi 42:13 BDMCS

13 Asi vakapindura vakati, “Varanda venyu vaiva gumi navaviri, vari vanakomana vomunhu mumwe, anogara munyika yeKenani. Gotwe ndiye ari kuna baba vedu iye zvino, uye mumwe haachisipo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 42

Maonero Genesisi 42:13 akapoteredza