Genesisi 42:25 BDMCS

25 Josefa akarayira kuti masaga avo azadzwe nezviyo, vaise mari yomumwe nomumwe musaga rake, uye kuti vapiwe mbuva yorwendo rwavo. Shure kwokuitirwa kwavo izvi,

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 42

Maonero Genesisi 42:25 akapoteredza