Genesisi 42:28 BDMCS

28 Akati kuna vamwe vake, “Mari yangu yadzoserwa. Heyi iri musaga rangu.” Mwoyo yavo yakati rukutu uye vakatarisana vachidedera, uye vakati, “Chiiko ichi chataitirwa naMwari?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 42

Maonero Genesisi 42:28 akapoteredza