Genesisi 42:34 BDMCS

34 Asi muuye nomunun'una wenyu gotwe kwandiri kuitira kuti ndigoziva kuti hamuzi vasori, asi kuti muri vanhu vakatendeka. Ipapo ndichadzosera mumwe wenyu kwamuri, uye mungazotenga henyu muno munyika.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 42

Maonero Genesisi 42:34 akapoteredza