Genesisi 42:4 BDMCS

4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini, munun'una waJosefa, pamwe chete navamwe, nokuti akanga achitya kuti zvakaipa zvaizomuwira.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 42

Maonero Genesisi 42:4 akapoteredza