Genesisi 42:9 BDMCS

9 Ipapo akarangarira kurota kwake pamusoro pavo akati kwavari, “Muri vasori imi. Mauya kuzoona nyika yedu paisina kudzivirirwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 42

Maonero Genesisi 42:9 akapoteredza